DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Mavi ndiwo mauya

Shona Definition

Zuva renjodzi kana kuti zuva rine kushuwa mukati rinogona kuuyisawo zvimwe zvinhu zvakanaka. Sokuti kana kukafa munhu, vanhu vanoitirana tsitsi vachikanganwa kuvengana kwavo zuva irero.

English Translation

What is bad can also turn out good: a day of disaster or grief may carry some benefit with it. Misfortune has its consoling side.

Cultural Context

“Said of occasions like a death, when mourners show each other kindness and set aside their enmities, or when people ruined by a flood are resettled on better land.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

This is a variant of

Musi muvi ndiwo muuya

A day that starts off badly may yet turn out to be a good one.