Browse Tsumo
Shona Definition
Kunyange munhu akambotambura zvake, kazhinji anowanzowana zvinhu zvinomukwanira mushure menguva yakati. Hazvirevi kuti kana munhu ari mushayi, akaita shungu dzokuwana zvaanoda angazvishaya nokusingaperi. Mhuri ine nzara gore rino inogona kuva hurudza pakare pamakore anotevera.
English Translation
Hunger is followed by plenty: hardship is rarely permanent, and someone who strives will in time have enough. A household short of food this year may be among the best providers in years to come.
Cultural Context
“Commonly said to hearten someone whose situation looks hopeless.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.