DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Matione akaendisa vaRungu kure

Shona Definition

Kudokwairira kuona zvinhu zvose kunosaka munhu arambe achikwezverwa kuzvinhu zvinozomusuwisa. Ukada kuti chero pangounganwa iwe woendapo kuti uone zvinoitwa unozoguma wava munjodzi nazvo.

English Translation

The urge to see things for oneself is what carried the Europeans to distant lands. That same appetite keeps drawing a person toward sights that end in sorrow, and turning up wherever a crowd gathers eventually lands one in danger.

Cultural Context

“Used to caution a person whose curiosity makes them attend every gathering or go looking at everything that happens.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.