Shona Definition
Kana paine basa raunenge uchidisisa kuti ripere, nyange usiku unoribata chete. Munhu anenge asvika pakuita basa raanodisisa haana mhosva nenguva asi anongobata dzamara aripedza.
English Translation
For work of your own that you are set on finishing, the sun never sets: you keep at it, even into the night, without minding the hour, until it is done.
Cultural Context
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
This is a variant of
Hanga inobatwa namauruko manaKutsungirira nokusaora mwoyo mukuita chinhu ndizvo zvinopa mubayiro. Chiro chose chinowanikwa nomunhu anenge achitsvaga nesimba.
It takes four flights before a guinea fowl is finally caught. Nothing falls to a person until he has worked for it; the hunter knows only patience and persistence will bring him his bird.