DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Kuwanikwa igwara / vasikana vose vanofamba naro

Shona Definition

Chero ari wose musikana anotoziva kuti anotomboroorwa chete, ndokusaka achifanira kudzidzira zvoupenyu hwewaniso uye mabasa omumba.

English Translation

Marriage is a road every girl travels: since each one knows she will marry in time, she needs to learn the ways of married life and the work of a home.

Cultural Context

“Used in urging girls to prepare themselves for the duties of married life.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.