Browse Tsumo
Shona Definition
Nguva dzose kana munhu achiudza mwana akafanira kumutsanangurira ndokuona kuti anzwisisa. Zvinotora nguva kuti mwana anzwisise zvinodiwa pakutumwa kana paupenyu hwake.
English Translation
Instructing a child means spelling things out to the very end and checking that he has grasped it. Children take time to absorb what is required of them, whether on an errand or in life generally.
Cultural Context
“Said of teaching children or sending them on errands, as a reminder that brief or offhand instructions are not enough.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.