DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Kuve ganda / handi kuve nyama

Shona Definition

Kana dai munhu akava mukadzi washe hazvirevi kuti ava ishe pachake nokuti kana hama yomunhu iyeye ikauya kuzotongwa nemhosva padare, haagoni kumununurira.

English Translation

Skin is one thing, flesh another. A woman married to the chief has not thereby become chief: let a relative of hers be brought before the court on a charge, and she has no power to free him.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

This is a variant of

Kuve ganda / hakuve nyama

To be the hide is not the same as being actual meat.