Shona Definition
Kana munhu achida kuti nhingi ataure naye, anoita zvimwe zvinhu nezvishereketo zvinotora mwoyo wouya dzamara amutanga. Zvikuru vasikana, unonzwa vachiita chikuwe chinoenda kure kuti vakomana vauye kwavari.
English Translation
You can only take on an old woman if you come holding a snuff gourd — that is, you need something appealing in hand before a person will engage with you. Anyone wanting to draw another's interest behaves in ways designed to attract attention, as a girl does with a boy who is ignoring her.
Cultural Context
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
This is a variant of
Mashanje echakata / kutsvukira mumuti kuti ndiposherweKana munhu achida kuti nhingi ataure naye, anoita zvimwe zvinhu nezvishereketo zvinotora mwoyo wouya dzamara amutanga. Zvikuru vasikana, unonzwa vachiita chikuwe chinoenda kure kuti vakomana vauye kwavari.
The chakata fruit reddens conspicuously on the tree so that it will be pelted down — that is, one makes a show of oneself in order to be noticed. People who want another's attention behave in ways calculated to attract it.