DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Kuona chembere yodzinga shiri / zviyo zvaibva

Shona Definition

Paupenyu hwavanhu, pane dzimwe nguva dzavasingadi kutsikirwa pavanze dzavo navanhu vose vose. Kuona vakuru voramba kutsikirwa pamusha pavo namajaya kana navamwewo vanhu vanenge voziva kuti chimhandara chavo chava kuyaruka.

English Translation

If you see an old woman out scaring birds off, you know the grain has ripened — the visible act tells you the underlying situation. Likewise, when parents stop welcoming young men around the homestead, it shows their daughter has reached marriageable age.

Cultural Context

“Used when an outward sign, such as parents turning visitors away, betrays what is really going on in a household.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.