DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Kupa kunotanga / kunyima kwozotevera

Shona Definition

Kazhinji munhu anombotanga achipa vanhu asi anozoona kuti vane tsinda zvino obva ofunga zvokuvanyima. Munhu pachake haana chakanaka. Kana ukamupa chinhu anototi chiramba uchindipa zvimwe zvinhu zvapachena.

English Translation

Giving comes first and withholding comes afterwards: a person who starts out open-handed is worn down by the greed and ingratitude of those he helps, and in the end turns mean.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.