Browse Tsumo
Shona Definition
Kana chinhu chichinge chakafanira kuitwa navanhu vazhinji panguva imwe cheteyo, vanhu vacho vanofanira kurangana vowirirana. Izvi zvinoitirwa kuti parege kuwana anozonyunyuta.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.