Browse Tsumo
Shona Definition
Zviri nani kuti munhu asazvipembedza kuitira kuti vanokuona vave ivo vanokurumbidza. Vamwe vane chirwere chokuti chero kanhu kadiki kavaita voshambadzira, izvo kuna vamwe vanenge vaita zvakadarika zvavo.
English Translation
It is better to let others do the praising than to blow one's own trumpet; some people advertise the smallest thing they manage, when others have quietly done far more.
Cultural Context
“Said to rebuke someone who boasts about trifling achievements or puts on airs above their standing.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.