DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Kudya, idya chebadza, kudya chemwana mangwana chinozokudyawo.

Shona Definition

Munhu usamirira kupfuma neroora romwana, nokuti nomusi wokurambwa kwake, uchazoripa zvawakadya. Munhu idya zvesimba rako kwete kunakirwa nokuwana chinhu chausina kumbobudira ziya.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.