DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Jee ndiyo mhosva

Shona Definition

Kutaura zvinhu zvisiri pamurau mujee ndiko kunopinza munhu mumhosva sokutamba. Munhu haafaniri kuita musere nezvinhu zvaanoziva kuti zvingabvunzurudzwa zvikamupinza mumhosva.

English Translation

Joking around can land a person before the court. Saying improper things in jest is exactly how one ends up answering charges.

Cultural Context

“A caution against making light of matters one knows could be brought up and turned into a case.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.