DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Haitongwi yokunonoka / soro rakandwa

Shona Definition

Kana mupari wemhosva akanonoka kusvika padare remhosva anonzi auya haatongerwi mhosva yokunonoka kwake. Mhosva yokunonoka kusvika pane nzvimbo inodiwa haisiri huru kupinda mhosva yokusauya zvachose. Pakukokiwa, zviri nani kuti munhu anonoke zvake asi achizosvika pane kusauya zvachose.

English Translation

Arriving late carries no penalty of its own, provided the person does eventually turn up. Turning up late is a far smaller fault than staying away altogether.

Cultural Context

“Said of someone who reaches a court hearing or any appointment behind time, to excuse the lateness since presence is what counts.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.