DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Hamba hairemerwi namakwati ayo

Shona Definition

Munhu anenge aine zvake haaoni sezvinomunetsa kunyange zviri zvinhu zvakaoma. Munhu ane vana vazhinji haaoni sechinhu chingamunetsa kuvarera, kuvapfekedza nokuvayarutsa.

English Translation

A tortoise is never weighed down by its own shell: what belongs to a person is not felt as a burden, however demanding. A man with many children does not regard raising, clothing and bringing them up as a hardship.

Cultural Context

“Said to encourage people to carry what is properly theirs and to measure up to their own responsibilities.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.