DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Gapo rimwe harisvitsi zhizha

Shona Definition

Kuwana chinhu chaunoda kamwe chete asi chichifanira kuramba uchichiwana hazvibatsiri nokuti unofara nguva idzedzo asi mangwana uchachida ukachishaya.

English Translation

A single small handout does little for someone whose need is ongoing and substantial; the relief lasts only a moment and the want returns.

Cultural Context

“Said of token assistance offered to a person whose predicament calls for sustained help.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.