DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Godzi paakadya nhiyo / haapakanganwi. (M)

Shona Definition

Munhu kana ava nenhamo anodzoka panzvimbo iya yaakambobatsirwa. Anenge ava kuziva kuti ipapo ndipo pane vanhu vane mwoyo yokuda kubatsira.

English Translation

A hawk remembers the spot where it once caught a chick. In the same way, someone in difficulty goes back to the people who helped him before, knowing that is where willing hearts are found.

Cultural Context

“Said of a person who returns to a former benefactor whenever trouble strikes.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

This is a variant of

Imbwa payadyira / haipakanganwi

A dog remembers the spot where it was once fed.