Browse Tsumo
Shona Definition
Munhu haangagoni kuvimbisa kuti anoda kuripa chikwereti chake kana achinge ambodzorerwa mari yake yakakweretwawo nomumwe munhu kare kare. Anofanira kutombotanga aripa chikwereti chake ndiko kuti agozofambirawo mari yake nenguva yaanoda.
English Translation
A debtor cannot promise to clear what he owes only once those who owe him have paid up. He must first honour the terms he agreed with his own creditor, and chase his own money afterwards.
Cultural Context
“Used where someone in debt tries to make repayment conditional on collecting from others.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.