Browse Tsumo
Shona Definition
Munhu ngaarege kuvimba nechinhu chisi chake nokuti dzimwe nguva angachitorerwa akasara onyara. Iyi tsumo yakafanana neiya inoti, Chisi chako masimba mashoma
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.