DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Chiro irombo / kuroora mbuya ikazvara

Shona Definition

Pachinhu chausina chokwadi kuti chingaitika, munhu regera kubva wavimba nacho. Zvinobva parombo rakanaka kuti chinhu chakadai chizoitika sokufunga kwako.

English Translation

Do not bank on something you cannot be sure will happen; if it does turn out as you hoped, that is pure good fortune.

Cultural Context

“Quoted to warn against relying on promises that may not be kept or nursing hopes that have no foundation.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.