DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Chiruka makudza / haakoniwi kuruka nhava

Shona Definition

Munhu anogaroita zvinhu zvikuru zvine ngozi anozviona iri nyore kuita zvinhu zviduku.

English Translation

Someone accustomed to handling big and risky undertakings finds the small ones simple by comparison.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

This is a variant of

Chimedza matore / haachadzipwa nepfupa remhuru

Someone accustomed to swallowing down old cattle will hardly choke on the small bone of a calf. Big challenges already met make a small one trivial.