DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Chakadya ndebvu dzavakadzi / ndichowo chakadya mazamu evarume.

Shona Definition

Vanhu takasikwa takasiyana zvekare tine maitiro akasiyana pamugariro wedu. Ndokusaka zvisingakatyamadzi kuona mumwe munhu achiita zvinhu zvakasiyana nezvinoitwa nevamwe.

English Translation

People are made different from one another and differ in how they conduct their lives, so there is nothing astonishing about someone behaving unlike everybody else.

Cultural Context

“Quoted when a person's conduct departs from what others around them do, to say that difference is to be expected.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.