DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Chakaenzanwa ibvudzi / upfumi hahuna kuenzanwa

Shona Definition

Vanhu tose hatina kupiwa zvipo zvakaenzana paupenyu hwedu saka hachisiri chinhu chakarurama kuseka varombo. Hapana munhu akazvisarudzira kupfuma kana kuva murombo.

English Translation

Hair is the one thing everyone has in equal measure; wealth is not shared out evenly. People are given unequal gifts in life and nobody picks whether he will be rich or poor, so it is wrong to laugh at the poor.

Cultural Context

“Quoted to rebuke those who mock the poor and to urge acceptance of inequality as a fact of life.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

This is a variant of

Chakaringanwa ibvudzi / upfumi hahuna kuringanwa

Hair is the one thing every person has in equal measure; wealth is never distributed so evenly.