DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

tugu

Shona Definition

Kuti tugu kukwira kunoita utsi kana huruva mudenga. dhugu . Kuti tugu kurira kunoita pfuti, kana kuputika kunoita bhambo.

English Translation

Describes smoke or dust rising up into the air. Also the sound of a gun going off or a bomb exploding.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries