DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

tukunyu

Shona Definition

Kuti tukunyu kungoerekana munhu abuda paanga akahwanda. Kuti tukunyu kuburitsa changa chakavigwa. Kuti tukunyu kusimuka. Akati tukunyu paitongwa nyaya, ndokungoenda asina waataura naye.

English Translation

Describes a person suddenly emerging from where he was hiding, or the bringing out of something that had been hidden. Also of getting up, as when someone rose during the hearing of a case and simply left without speaking to anyone.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.