DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

mani

Shona Definition

Kuti mani kubata chinhu wakachiita kuti chisaende kana kudonha. Akati mwana mani pamusuo kuti asatize.

English Translation

Describes gripping something so that it cannot go away or fall. He held the child mani at the door so that it would not run off.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.