DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

kwitikwiti

Shona Definition

Kuti kwitikwiti kufamba kwevanhu vakawanda vachisvika panhu. Vapoteri vakati kwiti kwiti vachisvika pamuganhu wenyika. Kuti kwitikwiti kufamba kwevanhu kana zvinhu zvakawanda, zvichidzika materu.

English Translation

Describes the movement of many people arriving at a place, as refugees arriving at a country's border. Also used of many people or things moving down a slope.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.