Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti kwarakwashu kusimuka nekukasika kukuru, kunoita munhu ange akagara kana kuvata. Kuti kwarakwashu kuita chinhu nekukasira uye usina kumbotaurira vanhu kuti ndozvauchaita.
English Translation
Describes getting up in great haste, as done by someone who had been sitting or lying down. Also used of doing something hurriedly without having told anyone beforehand that you were going to do it.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.