DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

kwaranzu

Shona Definition

Kuti kwaranzu kukwenya nenzara uchikasira zvikuru, uye uchisiya mitaro mirefu chete yeshena.

English Translation

Describes scratching with the fingernails very quickly, leaving behind long pale streaks.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.