Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti kwashu kudambuka zvikuru kwetambo kana gavi kuita zvipande zviviri. Kuti kwashu kutanga kuita chimwe chinhu nokukasira, uye dzimwe nguva zvisina chifungidziro. Mai vakafumoti kwashu kuenda kumunda, zvekuti pakazosvika sekuru vainge vatoenda.
English Translation
Describes a rope or bark-strap snapping right through into two pieces. Also describes starting on something in a great hurry, and sometimes without warning: Mother set off for the field so early that by the time grandfather arrived she had already gone.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.