Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti chechetere kuenzanirana kwezvinhu paurefu hwazvo. Misoro yavanhu yakati chechetere mubhazi.
English Translation
Describes things being even and matching one another in height or length. Example: The people's heads were all level chechetere in the bus.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kana zvinhu zva zara mumudziyo zvinenge zvawanda zvekuti chechetere.”
from -zara“Uyu muti une minzwa yakareba zvikuru, unogona kuita pamusoro pakati chechetere.”
from mubayamhondoro“shamba Fere rumwe rudzi rwenhanga rakati chechetere nechepamusoro paro.”
from fere“Kana uka ereka upfu mundiro unenge wahuisa hwanyatsoti chechetere kuzara.”
from -ereka“Kana mubhedha kana pasi pachi gogomera panenge paine zvinobaya-baya pasina kunyatsoti chechetere.”
from -gogomera