DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

chedzu

Shona Definition

Kuti chedzu kuvako kwechiedza chikuru kwenguva duku sezvinoita mvura inopenya.

English Translation

Describes the appearance of a great light for a brief moment, as flashing lightning does.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.