DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

chava

Shona Definition

Kuti chava kuramba chaunenge uchipomerwa kana chaunenge wanzi uite. Nyakuponda munhu akati chava kuramba mhosva pamberi pedare.

English Translation

Describes denying what you are accused of or what you have been told to do. The murderer denied the offence before the court.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries