Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti chata kuvata hope dzinotapira. Ukanzwa nzeve haungadziti chata hope.
English Translation
Describes sleeping a sweet sleep. Example: if your ear troubles you, you cannot sleep chata.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kana vanhu vachi chata vanenge vachibatanidzwa muchechi kana kumatare kuti vave mukadzi nomurume zviri pamurau.”
from -chata