Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti chati kusimudza mvura mudenga kunoitwa nechinhu chinenge chakandwa mudziva.
English Translation
Describes the throwing of water up into the air by something that has been thrown into a pool.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kana chinhu chati dzatu chinenge chatushuka.”
from dzatu“Kana chinhu chati dobo chinenge chapfava uye chakanyorovera.”
from dobo“Ndamuwana akati kodoma zvake kugara asi mumba musina kana chati chamboitwa.”
from kodoma“Kana chinhu chakaita godo chati nyangadu , chinenge chapera ugodo hwacho, sezvinoita shuga yaiswa mumvura.”
from nyangadu“Kana chinhu chati shaku chinenge chazara zvokutorasikira.”
from shaku“Kana chinhu chati bhi chinenge chadonhera pasi zvine mutsindo.”
from bhi