Shona Definition
Kuti cha kurira kunoita chinhu chinenge chadonhera mumvura. Kuti cha kutorera munhu chinhu chaakabata nokukasika uchishandisa chisimba.
English Translation
The sound made by something that has fallen into water. Also describes snatching something from a person's grasp quickly and by force.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kana chinhu cha gonyoka chinenge chisisina kutwasuka.”
from -gonyoka“Kana chipfuyo chakaita semombe kana hachi chichinzi cha dhamba , chinenge chave kubvuma kushandiswa navanhu.”
from -dhamba“Kana chinhu cha dzama chinenge chisisaoneki sezvachaimboita kare.”
from -dzama“Kana chirombo chemunhu cha dinya chinenge chasimuka uye chaomarara.”
from -dinya“Kana chirwere chichinzi cha komba chinenge chasimbirira munhu, atova kurwarisa.”
from -komba“Kana chinhu chichinzi cha kona chinenge chakundikana, kana kuti chisina kuzoitika.”
from -kona