Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kana munhu achinzi ati chachama anenge aramba kusandura mafungire ake nokuda kokuti anenge achiti zvaanofunga ndicho chokwadi. Tezvara vakati chachama neshoko ravo rokuti roora vanorida rose nguva iyoyo. chacharara .
English Translation
Said of a person who refuses to change his mind, holding that what he thinks is the truth. Example: The father-in-law stood chachama by his word that he wanted the whole bride price there and then. Compare chacharara.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“chachama .”
from chachacha“Ku chachama kudonha kwemvura zhinji paivhu nyoro.”
from -chachama“chachama .”
from chacharara“chachama .”
from chanjandara“chachama .”
from charanjanja“chachama .”
from chachacha