Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti bvure kugara kunoita vanhu vazhinji vakanyarara sezvinoitwa pakafiwa. bvurere .
English Translation
Describes many people sitting together in silence, as is done at a place of mourning. Also bvurere.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kuti bvure bvure kurara kunoita mhuka kana zvipfuyo zvakawanda zvabva kumafuro.”
from bvure bvure“Kuti bvure bvure kurara kunoita mhuka kana zvipfuyo zvakawanda zvabva kumafuro.”
from bvure bvure