Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti bvururu kurasika-rasika kwezvinhu pese pese. Mateko enzungu anga akati bvururu paruvanze.
English Translation
Describes things lying scattered about all over the place, as in: the groundnut shells lay scattered in the yard.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kana zvinhu zvakaita mamvaranyanya zvinenge zvakangozara- zara kwese kwese zvakati bvururu.”
from mamvaranyanya“Iyi midziyo yasakara inenge yakangoti bvururu pasi yakaita semasimbi emotokari.”
from mangwanjangwanja“bvururu .”
from mwarara“-bvururu .”
from warara“bvururu .”
from mwarara“- bvururu .”
from warara