DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

bvure bvure

Shona Definition

Kuti bvure bvure kurara kunoita mhuka kana zvipfuyo zvakawanda zvabva kumafuro. Kuti bvure bvure kutaridza kuva nehope dzakasimba zvikuru. Akarara kupungwe, ndosaka maziso ake akati bvure bvure nehope.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.