Showing results for "dzw"
dzvi .
dzvi .
Variant spelling of "dzvi".
Dzwana izuva rechipiri tichidzokera sure pamazuva anenge atodarika. marimwezuro dzwanitsa
dzwana
Dzwiitswii ruzha runoitwa navana vachitamba.
Dzwitswitswi kapuka kanenge mudune kana mutswiri kanosvetuka parefu, uyezve kanodya tumwe tupuka.
Kana uchi dzwanya unenge uchishandisa simba rokutsikirira.