Shona Meaning:Kuzvarwa kwebudzi zvinoreva kuti pazvarwa mwanasikana saka vakuru vaiti kana zvadai, munhu anozoda kuroora mwana uyu aitanga atsvagira mbuya vepo mutanda zvichireva kuti abatira mwana wavo.
English Meaning:Where a squash has grown, footprints never cease. The elders used the "squash" for the birth of a daughter: once there is a girl in the home, the traffic to that homestead never ends, since a man wanting to marry her must first make his approach to her people as a sign that he has laid claim to their child.