DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Zarura rehanga nderimwe chete

Shona Definition

Ukaona vamwe vanhu vachichenjerera imwe njodzi iwe itawo saizvozvo. Kana pane chimwe chinhu chinonzi hachiitwi kana kuti imwe nzvimbo inonzi haisvikwi iwe regerawo zvinhu zvakadai.

English Translation

When others are visibly steering clear of a danger, you should back away with them rather than press on alone. Such warnings usually rest on hard experience, so certain things and certain places are best left untouched.

Cultural Context

“Used to urge someone to follow the crowd's caution when a place or practice is commonly held to be dangerous.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

This is a variant of

Chinotiza vamwe / iwe tizawo

If others are fleeing from something, you should flee from it as well.