Kana munhu uri murombo, vanhu vanokusema kunge unonzi uri muroyi. Kushaya pfuma chinhu chakaipa nokuti unokoniwa kuwana chinhu chaunodisa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.