DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Tsuro pfupi / haitemi uswa hurefu

Shona Definition

Munhu usaita zvinhu zvausingakwanisi; ita chinhu chaunoona kuti unochigona. Izvi zvinoreva kuti chero munhu oga oga ane zvinhu zvaangatarisirwa kugona uyezve kune zvizhinji zvaasingagoni.

English Translation

Tall grass is past the reach of a short hare. Each person has some things within their range and many that are not, so stick to what you know you can handle rather than taking on what your strength or skill will not cover.

Cultural Context

“Used to warn someone against attempting a task that exceeds their capability.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.