DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Rudo ibofu.

Shona Definition

Kana munhu wada munhu hazvina mhosva kuti angasvorwa sei navamwe vanhu, iwe unoramba uchimuda chete.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.