DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Pane kudya / panoonekwa navaeni

Shona Definition

Nguva dzose vanhu vanowanzoshanyira pamusha pavanoziva kuti vanondodya vachiguta.

English Translation

Visitors turn up wherever there is food to be had. People keep calling at a home where they know they will eat and drink their fill.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.