DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Nyakuravira ndiye anoziva kuti nyama yaibva

Shona Definition

Hakuna munhu angaziva zviri muhana yomumwe munhu kunze kwaiye munhu wacho. Munhu oga oga ane zvinomunetsa mumwoyo make zvisingazivikanwi navamwe vanhu.

English Translation

Nobody can see inside another person's heart; each of us carries troubles that no one else knows about. Only the one who has tasted the thing can say how it really is.

Cultural Context

“Said of intimate personal burdens that not even parents, relatives or friends are let in on.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

This is a variant of

Chinoziva ivhu kuti mwana wembeva anorwara

It is the ground alone that knows when a mouse's young one is ailing.