DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Nyamusi handi mangwana. (M)

Shona Definition

Zvinhu zvose zviri kungopinduka sokupinduka kuri kuita misi nenguva. Zvatiri kuona nhasi hazvisiri izvo zvichazovapo makore anouya.

English Translation

Today is not tomorrow: everything shifts as the days and seasons shift. What a person holds now is not what he will hold later on.

Cultural Context

“Used as a reminder that present circumstances, especially possessions, are not permanent.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.